Mako 13:35-37

Mako 13:35-37 BDSC

“Naizvozvo rindai nokuti hamuzivi musi unouya muridzi weimba, zvimwe madekwana, kana usiku, kana pakurira kwejongwe, kana mambakwedza. Kana akakurumidza kuuya, musamurega achikuwanai muvete. Zvandinotaura kwamuri, ndinozvitaura kuvanhu vose ndichiti, ‘Rindai!’ ”

Mako 13:35-37 ile ilgili ücretsiz Okuma Planları ve Teşvik Yazıları