1
Mateo 8:26
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Akavapindura achiti, “Imi vorutendo ruduku, munotyireiko kudai?” Ipapo akasimuka akatsiura mhepo namafungu uye kukadzikama kwazvo.
Karşılaştır
Mateo 8:26 keşfedin
2
Mateo 8:8
Mukuru wezana akapindura akati, “Ishe, handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu. Asi ingotaurai henyu shoko, uye muranda wangu achapora.
Mateo 8:8 keşfedin
3
Mateo 8:10
Jesu akati anzwa izvi, akashamiswa akati kuna avo vaimutevera, “Ndinokuudzai chokwadi, handisati ndaona munhu ane rutendo rwakadai muIsraeri.
Mateo 8:10 keşfedin
4
Mateo 8:13
Ipapo Jesu akati kumukuru wezana, “Enda! Zvichaitika sokutenda kwawaita.” Muranda wake akabva apora panguva iyoyo.
Mateo 8:13 keşfedin
5
Mateo 8:27
Varume ava vakashamiswa uye vakabvunza vachiti, “Munhu akaita seiko uyu? Kunyange mhepo namafungu zvinomuteerera!”
Mateo 8:27 keşfedin