Paradzira shoko pamusoro peChiitiko chako pasina kunetsekana.

Paradzira shoko pamusoro peChiitiko chako pasina kunetsekana.
https://bible.com/events/2342
callout

Paunenge wachironga Chiitiko chako uye wakagadzirira kugovana, Events inokupa link yaunogona kushandisa pane ese manetiweki ako ezvenhau dzemagariro, mutsamba dzako dzeemail, uye kunyange pachidzitiro panguva yesevhisi yako kana chiitiko. Kana mumwe ane Bible App achishanyira link yako, Chiitiko chako chinovhurwa zvakananga mukati meapp. Kana vasina Bible App, vachaona Chiitiko chako paBible.com, nesarudzo dzekuwana app kana vachiida.

Zviwanikwa zvinokubatsirai ne Events hazvibhadharwi

Onai chiono chinoratidza kuti munoendeswa kuEvents sei

Tora zvinhu izvi zvekutengesa Zviitiko zvako paFacebook, Twitter, uye Instagram

Tora masiraidhi aya uye zvekushambadza zvekutengesa Zviitiko zvako mukati mekereke yako kana sangano

Urikutsvaga zvimwe zviwanikwa zvemahara? Ongorora mharidzo dzinopfuura 30,000, zvinhu zvevana, zviwanikwa zvekugadzira nezvimwe pa open.church