bible icon

Wunza simba reBhaibheri App muwungano yechechi yako.

Zvose zvinodiiwa nekereke yako kuti isanganise mharidzo yako, uye kuzogovanawo nevamwe. Mahara, isina mapepa uye yakatoiswa pamamiriyoni emano.

Batsira vemunharaunda yako kuti vawana zvakawanda kubva mumashoko ako.

Vanopinda vanogona kuteverawo, vagobatana nemagwaro, kutora zvinyorwa uye kutochengetedza kopi yavo pachavo yekuzotaridza tsanangudzo mune ramangwana.

Zvako zviri pasmartphone yavo.

Murondedzero weshoko, zviziviso, malinks ekupa paindaneti... chero chii chaunoda kuti utaure nekereke yako, govera zvose- 100% mahara.

Tungamira vanhu vako mukupinda nechekumberi mubhaibheri.

Kurudzira Zvirongwa Zvekuverenga uye Kuzvipira izvo zvicharamba zvichiita kuti vamunofambirana navo vange vachibatana neMagwaro vhiki rose.

iphone-header
iphone-screen
iphone-footer

Kuva nesimba hazvifaniri kureva kusanzwisisika.

Inyore kugadzira Zviitiko kubva chero pane ipi zvayo Mac kana PC yakabatana neindaneti. Zviri nyore kungokweva-uye-kudonhedza chiitiko chega chega munzvimbo yacho, kugadzirisa, kunyoronora, uye kuti chinjei zvishoma muchienda makadaro.

  • Kuva nesimba hazvifaniri kureva kusanzwisisika.

Zvivakiso zvose zvaunga... kuti ukwanise kugadzira Zviitiko zvaungada chaizvo.

Flexible modules inokuchengetedzera nguva uye kushanda nesimba. Sanganisa zvinhu kugadzira Zviitiko zvitsva kubva pakutanga. Kana kuti shandisa zvekare Zviitiko zvako zviripo uye uzvigadzirise semadiro ako. Kunyangwe kukopa Zviitiko zviripo uye wozvigadzirisa kuti zvienderane nemhando dzakasiyana dzekuungana. Munzira mese, Preview inoita kuti iwe uone Chiitiko chako semaonero achaita avo vachaungana.

Text ModuleText Module

Rondedzero, mapoyindi akakosha, mibvunzo yenhaurirano… Govera chero zvinyorwa zvingabatsira vanopinda kuti vatevere mharidzo yako sezvainenge ichiitika.

Mareference emuBhaibheriMareference emuBhaibheri

Ratidza zvikamu zvacho pamuzivo wako paunotaura nezvazviri, zvakabatana nerimwe rezvinyorwa zveBhaibheri paApp yenotarisirwa 2400+ shanduro, mumitauro 1600+ — hapana chaunoda kukopera kana kunamatira.

Module Rehurongwa HwekuverengaModule Rehurongwa Hwekuverenga

Batanidza Nezvirongwa zveBhaibheri Nekunamata zvinoenderana nemapfundo ako ekudzidzisa, uchibatsira vateereri vako kuramba vachibatirana neShoko raMwari vhiki rose.

Web Links ModuleWeb Links Module

Isa vateereri vako pedyo nekupa kwepamhepo, kusaina kuzvipira, kana mapeji echechi. Isa link kune chero saiti yekunze mukati meChiitiko chako.

Module yeMifananidzoModule yeMifananidzo

Ita kuti Chiitiko chako chive nehupenyu ne zvifananidzo zvakateedzana, mafoto, Mifananidzo yemaVhesi, nezvimwe zvakawanda. Vanopinda vanogona kugovera zviri nyore mafoto eChiitiko kumasocial media, vachitora meseji yako kuti ive viral.

Module yeZvizivisoModule yeZviziviso

Govera zviri nyore ruzivo rwakakosha nenguva yakanaka: nhau dzechechi, zviitiko zvekarenda, zvirongwa, makirasi, mikana yekuzvipira uye mishoni, nezvimwe zvakawanda.

nzvimbo dzakawanda nenguvanzvimbo dzakawanda nenguva

Ita kuti vanhu vazive kuti Chiitiko chako chiri kutora nzvimbo kupi uye rini - chero kuZviitiko zviri kuitika panguva nenzvimbo dzakawanda.

Zviitiko zvakafananaZviitiko zvakafanana

Chengetedza nguva nesimba. Gadzira nekumurumbidza Zviitiko zvitsva nekukopa zviripo uye nekuzvigadzirisa neruzivo rutsva.

Kuchengetedza MariKuchengetedza Mari

Chengetedza mari pakudhinda uye shandisa bepa shoma… kunyangwe uchisvikira vanhu vari papuratifomu ine vanhu vanodarika mazana maviri mamirioni.

piggy-bank-image
Chechi imwechete kakawanda kacho inopedza $10,000 pagore
pakudhinda mabhuku. Zviitiko zvinokubatsira kucheka kana
kunyange kuchengetedza mari yakawanda.

Hupupuri

Mufundisi Bill White

“Tinofarira kushandisa YouVersion muushumiri hwedu, zvikurukuru chikamu cheZviitiko, apo tinoisa zvinonyorwa zvokudzidzisa zvevhiki imwe neimwe netsinhiro. Vanhu vedu vanokoshesa kuva nezvinyorwa paruoko rwavo, kugovera, uye kuzvichengeta. Takaendesa zviuru zvemadhora kune zvimwe zvinodiwa muushumiri nokutsiva mapurogiramu akadhindwa!”

Mufundisi Bill White
Christ Journey Church

Mufundisi Herbert Cooper

“YouVersion Events chinhu chakakosha kumhuri yedu yechechi. Kugona kwevanhu vedu kuti vatevere pamwe chete nezvinyorwa zvemharidzo neMagwaro mukati memeseji yedu zvinogadzira kubatirana kwakasimba uye kunoshanda. "

Mufundisi Herbert Cooper
People's Church

Cindy Beall

“Tinoshandisa Zviitiko pamapurogiramu edu ose, tichibvumira vanenge varipo kuti vave nezvinonyorwa neMagwaro kubva kune vakurukuri pamberi pavo chaipo. Zviitiko zvakatichengetedza kudhinda zviuru zvemapeji! Kugadzira Chiitiko zviri nyore kwazvo, uye chinogara chichiburitswa panguva chaiyo yatinochida.”

Cindy Beall
Kutungamira uye Kuchida Mutungamiri weKupa

bible icon

Zviitiko chinhu chitsva, chiri pachena uye chinowanikwa chete muBible App.

Shanduko mukushandisa Bhaibheri irikuitika mukati mehupenyu hwedu. Yakaiswa pane zvinopfura {{ verenga }} mamiriyo ezvishandiso zvakasiyana parizvino (uye kuverenga), App yeBhaibheri irikubatsira vanhu munyika dzose pasi rino kubatana zvakanyanya neShoko raMwari. Uye zvino, kuburikidza neZviitiko,tinofara kukupa kusvika kwepuratifomu iyoyo kwauri.

  • app store
  • google playstore

Ngatiite kuti utange.

Gadzirira Chiitiko chako chekutanga chekugovera muBible App mumaminitsi asingasviki gumi. Chinhu chimwe chete chinodiwa i-Mac kana PC uye akaundi yemahara ye YouVersion.

Gadzira chiitiko