Mapisarema 17:3
Mapisarema 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange mukaedza mwoyo wangu uye mukandiongorora usiku, kunyange mukandiedza, hamungawani chinhu; ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kutadza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 17Mapisarema 17:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Makaidza mwoyo wangu; makandishanyira usiku; Makandiidza, mukasawana kufunga kwakaipa mandiri; Ndakazvisunga kuti muromo wangu urege kudarika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 17Mapisarema 17:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 17