Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 17:3

Mapisarema 17:3 SUB1949

Makaidza mŋoyo waŋgu; makandishanyira ʋusiku; Makandiidza, mukasawana kufuŋga kwakaipa mandiri; Ndakaɀisuŋga kuti muromo waŋgu urege kuɗarika.