Kana mukaedzawo zvenyu mwoyo wangu; kana kuti mukandishanyira zvenyu usiku; kana mukaedza kuona zvandiri hamumboona uipi mandiri. Handimbokanganisa nomuromo wangu.
Verenga chikamu Nziyo 17
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 17:3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo