Mapisarema 112:1-2
Mapisarema 112:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidzai Jehovha. Akaropafadzwa munhu anotya Jehovha, anofarira mirayiro yake zvikuru. Vana vake vachava nesimba panyika; zvizvarwa zvavakarurama zvicharopafadzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hareruya! Akaropafadzwa munhu anotya Jehovha, Anofarira zvikuru mirairo yake. Vana vake vachava nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucharopafadzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Areruya. Akakomborerwa zvake munhu anotya TENZI, anofarira mitemo yake zvikuru. Zvizukuru zvake zvichava zvakasimba panyika zvizvarwa zvakarurama zvichakomborerwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112