Mapisarema 112:1-2
Mapisarema 112:1-2 BDSC
Rumbidzai Jehovha. Akaropafadzwa munhu anotya Jehovha, anofarira mirayiro yake zvikuru. Vana vake vachava nesimba panyika; zvizvarwa zvavakarurama zvicharopafadzwa.