Mapisarema 112:1-2
Mapisarema 112:1-2 SUB1949
Hareruya! Wakaropafadzwa munhu unotya Jehova, Unofarira ɀikuru mirairo yake. Ʋana ʋake ʋacaʋa nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucaropafadzwa.