2 Madzimambo 2:9
2 Madzimambo 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakati vayambuka, Eria akati kuna Erisha, “Nditaurire, unoda kuti ndikuitirei ndisati ndatorwa kubva kwauri?” Erisha akapindura akati “Ndipei migove miviri yomweya wenyu.”
2 Madzimambo 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vayambuka, Eria akati kuna Erisha, “Kumbira chandingakuitira, ndichigere kubviswa kwauri.” Erisha akati, “Ndipei migove miviri yomweya wenyu.”
2 Madzimambo 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti vayambuka Eriya akati kuna Erisha, “Nditaurire chaungade kuti ndikuitire ndisati ndatorwa kubva kwauri.” Erisha akati, “Ndapota zvangu dai mukangondisiirawo senhaka mweya wenyu uine simba rakapetwa kaviri.”
2 Madzimambo 2:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ʋakati ʋayambuka, Eria akati kunaErisha: Kumbira candiŋgakuitira, ndicigere kubviswa kwauri. Erisha akati: Ndipei migoʋe miʋiri yomŋeya wenyu.
2 Madzimambo 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)