2 Madzimambo 2:9
2 Madzimambo 2:9 SNA2002
Zvino vakati vayambuka, Eria akati kuna Erisha, “Kumbira chandingakuitira, ndichigere kubviswa kwauri.” Erisha akati, “Ndipei migove miviri yomweya wenyu.”