II Madzimambo 2:9
II Madzimambo 2:9 SUB1949
Ɀino ʋakati ʋayambuka, Eria akati kunaErisha: Kumbira candiŋgakuitira, ndicigere kubviswa kwauri. Erisha akati: Ndipei migoʋe miʋiri yomŋeya wenyu.