Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 6:30

Mateo 6:30 KBT

Zvino kana Mwari achisimidza zvidodai usva hwomusango, hunondovapo nasi huchidzokhandiwa mumoto hwedza, angareke nai kunyanya kukusimidzai vakaremi? Vanhu vokutenda kudiki!

Verenga chikamu Mateo 6