Mateo 6:30
Mateo 6:30 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino kana Mŋari acifukidza saiɀoɀo ʋuswa bgeɓundo, bguri’po nhasi, bgucikandirwa mucoto maŋgwana, haaŋgakufukidziyi nokupfuʋurisa imi ʋokutenda kuɗuku here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kana Mwari achishongedza saizvozvo uswa hwesango huripo nhasi uye mangwana huchizokandwa mumoto, haangakushongedzei kupfuura izvi here, imi vokutenda kuduku?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino kana Mwari achipfekedza saizvozvo uswa hwebundo, huripo nhasi, huchikandirwa muchoto mangwana, haangakupfekedze nokupfuurisa imi vokutenda kuduku here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana Mwari achishongedza uswa homusango huripo nhasi uno, mangwana hwokandwa muchoto, haasi anokupfekedzai zvakatonyanya here imi vanhu vochitendero chiduku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6