Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 91:5-8

Mapisarema 91:5-8 BDSC

Haungatyiswi nokuvhundutsa kwousiku, kana museve unopfurwa masikati, kana hosha inofamba murima, kana denda rinoparadza masikati. Chiuru chingawa parutivi rwako, zviuru gumi kurudyi pako, asi hazvingaswederi kwauri. Uchangozviona nameso ako chete, uye uchaona kurangwa kwavakaipa.