Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 91:5-8

Mapisarema 91:5-8 SNA2002

Haungatyi chinhu chinovhundusa usiku, Kana museve unofurwa masikati; Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati. Kurutivi rwako kuchawa vane gumi ramazana, Nezana ramazana paruoko rwako rworudyi; Asi hazvingaswederi kwauri. Uchangozvitarira hako nameso ako, Ukaona mubayiro wavakaipa.