Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 91:14-15

Mapisarema 91:14-15 BDSC

“Nokuti anondida,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “neni ndichamununura; ndichamudzivirira, nokuti anoziva zita rangu. Achadana kwandiri, uye ndichamupindura; ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira uye ndichamukudza.