Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 78:70-72

Mapisarema 78:70-72 BDSC

Akasarudza Dhavhidhi muranda wake, akamutora kumatanga amakwai; akamubvisa pakufudza makwai kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, vaIsraeri nhaka yake. Uye Dhavhidhi akavafudza nokururama kwomwoyo; akavatungamirira namaoko ouchenjeri.