Mapisarema 78:70-72
Mapisarema 78:70-72 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akasarudza Dhavhidhi muranda wake, akamutora kumatanga amakwai; akamubvisa pakufudza makwai kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, vaIsraeri nhaka yake. Uye Dhavhidhi akavafudza nokururama kwomwoyo; akavatungamirira namaoko ouchenjeri.

Mapisarema 78:70-72 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akasanangurawo Dhavhidhi muranda wake, Akamubvisa pamatanga amakwai; Akandomutora paaifudza matunzvi aimwisa, Kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, naIsiraeri nhaka yake. Naizvozvo akavafudza nokururama kwomwoyo wake; Akavaperekedza nouchenjeri hwamaoko ake.
Mapisarema 78:70-72 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akasarudza Dhavhidhi muranda wake akamutora kumatanga ehwai. Akamubvisa mukufudza nhunzvi dzaiva navana, kuti ave mufudzi wevokwaJakobho vanhu vake Isiraeri, nhaka yake. Akavafudza nemwoyo uri pachokwadi akavatungamirira nouchenjeri.
Mapisarema 78:70-72 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Wakasanaŋgura ʋo Davidi muranda wake, Akamubvisa pamataŋga amakwai; Akandomutora paaifudza matunɀi aimŋisa, Kuti aʋe mufudzi waʋanhu ʋake Jakobo, naIsraeri nhaka yake. Naiɀoɀo wakaʋafudza nokururama kwomŋoyo wake; Akaʋaperekedza noʋucenjeri bgamaʋoko ake.
Mapisarema 78:70-72 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)