Haiwa Mwari, ndimi Mwari wangu, ndinokutsvakai nomwoyo wose; mwoyo wangu une nyota kwamuri, muviri wangu unokupangai, munyika yakaoma uye yasakara isina mvura. Ndakakuonai munzvimbo yenyu tsvene, uye ndikaona simba renyu nokubwinya kwenyu. Nokuti rudo rwenyu runokunda upenyu, miromo yangu ichakurumbidzai.
Verenga chikamu Mapisarema 63
Terera ku Mapisarema 63
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 63:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo