Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 63:1-2

Mapisarema 63:1-2 BDSC

Haiwa Mwari, ndimi Mwari wangu, ndinokutsvakai nomwoyo wose; mwoyo wangu une nyota kwamuri, muviri wangu unokupangai, munyika yakaoma uye yasakara isina mvura. Ndakakuonai munzvimbo yenyu tsvene, uye ndikaona simba renyu nokubwinya kwenyu.