Mapisarema 33:6-7
Mapisarema 33:6-7 BDSC
Kudenga denga kwakaitwa neshoko raJehovha, hondo dzenyeredzi dzaikoko, nokufema kwomuromo wake. Anounganidza mvura zhinji yegungwa muzvirongo; anoisa kwakadzika mumatura.