Mapisarema 112:1-2
Mapisarema 112:1-2 SNA2002
Hareruya! Akaropafadzwa munhu anotya Jehovha, Anofarira zvikuru mirairo yake. Vana vake vachava nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucharopafadzwa.