Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaFiripi 4:4-6

VaFiripi 4:4-6 BDSC

Farai muna She nguva dzose. Ndichapamhidzazve: Farai! Unyoro hwenyu ngahuonekwe kuna vose. Ishe ava pedyo. Musafunganya pamusoro pechimwe chinhu, asi muzvinhu zvose, kumbirai Mwari neminyengetero, nemikumbiro uye nokuvonga.