Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 23:4-5

Revhitiko 23:4-5 BDSC

“ ‘Iyi ndiyo mitambo yakatarwa yaJehovha, ungano tsvene dzamunodaidzira panguva dzakatarwa. Pasika yaJehovha inotanga madekwana pazuva regumi namana romwedzi wokutanga.