Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 23:4-5 - Compare All Versions

Revhitiko 23:4-5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“ ‘Iyi ndiyo mitambo yakatarwa yaJehovha, ungano tsvene dzamunodaidzira panguva dzakatarwa. Pasika yaJehovha inotanga madekwana pazuva regumi namana romwedzi wokutanga.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 BDSC

Revhitiko 23:4-5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Ndiyo mitambo yaJehovha yakatarwa, ndidzo ungano tsvene, dzamunofanira kuparidzira nenguva dzakatarwa: Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SNA2002

Revhitiko 23:4-5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndiyo mitambo yaJehova yakatarwa, ndidzo ʋuŋgano tȿene, dzamunofanira kuparidzira neŋguʋa dzakatarwa: Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namanna romŋedzi, maɗekwana, ipaseka raJehova.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SUB1949

Revhitiko 23:4-5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ “Zuva rechigumi nemana romwedzi wokutanga zuva rodoka, ndiro zuva rePasika yaTenzi.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SCLB

Revhitiko 23:4-5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ “Zuva rechigumi nemana romwedzi wokutanga zuva rodoka, ndiro zuva rePasika yaTenzi.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SCLBD