Jakobho 2:14, 17
Jakobho 2:14 BDSC
Zvinobatsirei, hama dzangu, kana munhu achiti ano kutenda asi asina mabasa? Kutenda kwakadaro kungamuponesa here?
Jakobho 2:17 BDSC
Saizvozvowo, kutenda kwoga, kana kusina basa, kwakafa.