Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 9:25

Ekisodho 9:25 BDSC

Munyika yose yeIjipiti, chimvuramabwe chakarova zvinhu zvose zvakanga zviri musango, zvose vanhu nezvipfuwo; chakarovera pasi zvose zvaimera musango ndokuparadza miti yose.