Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 3:18

Dhanieri 3:18 BDSC

Asi kunyange dai akasatirwira, tinoda kuti muzive, imi mambo, kuti hatizoshumiri vamwari venyu kana kunamata chifananidzo chegoridhe chamakamisa.”