Dhanieri 3:18
Dhanieri 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kunyange dai akasatirwira, tinoda kuti muzive, imi mambo, kuti hatizoshumiri vamwari venyu kana kunamata chifananidzo chegoridhe chamakamisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 3Dhanieri 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kunyange dai akasatirwira, tinoda kuti muzive, imi mambo, kuti hatizoshumiri vamwari venyu kana kunamata chifananidzo chegoridhe chamakamisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 3Dhanieri 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana zvikasaitika, zivai imi mambo, kuti hatingashumiri vamwari venyu kana kunamata chifananidzo chendarama chamakamisa imi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 3Dhanieri 3:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange, zvazvo akarega kutinunura mochiziva, mambo, kuti hatisi kuzonamata vamwari venyu kunyange kuzopfugamira chifananidzo ichi chamakamisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 3