Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 7:49

Mabasa 7:49 BDSC

“ ‘Denga ndicho chigaro changu choushe uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu. Ko, muchandivakira imba yakaita sei? ndizvo zvinotaura Ishe. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzorora ichava kupiko?