Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaTesaronika 3:2-3

2 VaTesaronika 3:2-3 BDSC

Uye munyengetere kuti tirwirwe kubva kune akaipa, nokuti havasi vose vanotenda. Asi Ishe akatendeka, uye achakusimbisai nokukudzivirirai kubva kune akaipa.