uye, kuti tisunungurwe kuvanhu vasakarurama, vakaipa; nokuti havazi vose vanotenda. Asi Ishe ndiye akatendeka, achakusimbisai, nokukuchengetai kune wakaipa.
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 VaTesaronika 3:2-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo