2 VaTesaronika 3:2-3
2 VaTesaronika 3:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye munyengetere kuti tirwirwe kubva kune akaipa, nokuti havasi vose vanotenda. Asi Ishe akatendeka, uye achakusimbisai nokukudzivirirai kubva kune akaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 32 VaTesaronika 3:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uye, kuti tisunungurwe kuvanhu vasakarurama, vakaipa; nokuti havazi vose vanotenda. Asi Ishe ndiye akatendeka, achakusimbisai, nokukuchengetai kune wakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 32 VaTesaronika 3:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uye kuti tinunurwe kuvanhu vakaipa vanyangadzi. Havasi vose vose vane chitendero, asi Tenzi akatendeka achakudzivirirai kumuipi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaTesaronika 3