2 Madzimambo 2:1
2 Madzimambo 2:1 BDSC
Jehovha paakanga ava kuda kutora Eria nechinyamupupuri kuti amuendese kudenga, Eria naErisha vakanga vari munzira vachibva kuGirigari.