2 Madzimambo 2:1
2 Madzimambo 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha paakanga ava kuda kutora Eria nechinyamupupuri kuti amuendese kudenga, Eria naErisha vakanga vari munzira vachibva kuGirigari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 22 Madzimambo 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nguva yakati yasvika Jehovha yaakada kukwidza Eria nayo kudenga nechinyamupupuri, Eria akaenda naErisha vachibva Girigari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 22 Madzimambo 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti zvino Tenzi oda kukwidza Eriya kudenga nechinyamupupuri, Eriya naErisha vakanga vari murwendo rwokubva kuGirigari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 2