Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 6:10-11

1 Timoti 6:10-11 BDSC

Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose. Vamwe vanhu vanoda mari zvikuru, vakatsauka kubva pakutenda uye vakazvibaya neshungu zhinji. Asi iwe, munhu waMwari, tiza kubva pane izvi zvose, uye utevere kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro.