Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 6:10-11

1 Timoti 6:10-11 SNA2002

Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose; vamwe vakati vachiida zvikuru vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya neshungu zhinji. Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, nohunyoro.

Verenga chikamu 1 Timoti 6