Nziyo 148:12-14
Nziyo 148:12-14 SCLB
nemi majaya nemhandara pamwechete imi vakwegura nemi vana, rumbidzai zita raTENZI nokuti zita rake roga ndiro riri pamusorosoro, mukurumbira wake, denga napasi zvinosara pasi. Akaita kuti vanhu vake vave rudzi rune simba varurami vake vose ngavarumbidzwe ngavarumbidzwe vanhu veIsiraeri vari pedyo naye. Areruya.

