Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 148:12-14

Mapisarema 148:12-14 SNA2002

Majaya nemhandara; Vatana navana; Ngavarumbidze zita raJehovha; Nokuti zita rake roga rakakurumbira; Umambo hwake huri kumusoro kwapasi nokudenga. Akasimudza runyanga rwavanhu vake, Kuti arumbidzwe navatsvene vake vose; Naivo vana vaIsiraeri, ivo vanhu vari pedyo naye. Hareruya!