Tsumo 26:20-22
Tsumo 26:20-22 SCLB
Pasina huni moto unodzima, pasinawo munhu wamakuhwa zvokupopotedzana zvinopera. Zvakangoita marasha kumazimbe omoto uye huni kumoto ndizvo zvakaita munhu wenharo kumutsa muchokoto. Mazwi emunhu anotaura makuhwa anenge misuva inonaka, inonyatsoti dyoo mukatikati momuviri.

