Nokuti vakavenga ruzivo uye havana kusarudza kutya Tenzi. Havana kuita hanya nemazano angu vakashora kuvatsiura kwangu. Ndizvozvo vachadya michero yemaitiro avo vagoguta netwavanonanga, nokuti vasinganzwisisi vanouraiwa nokutsauka kwavo kushaya hanya kwamapenzi kunoauraya. Asi anonditeerera anogarika achava pamutambaratede wokusambotya chinhu chakaipa.
Verenga chikamu Tsumo 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Tsumo 1:29-33
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo