Zvavakavenga zivo, Vakasazvitsaurira kutya Jehovha, Vakaramba mano angu ose, Vakashora kuraira kwangu kwose, Naizvozvo vachadya zvibereko zvenzira yavo; Vachagutswa namano avo. Nokuti kudzokera shure kwavasina mano kuchavauraya, Kusava nehanya kwamapenzi kuchavaparadza. Asi ani naani anonditeerera achagara zvakasimba, Achagadzikana, asingatyi zvakaipa.”
Verenga chikamu Zvirevo 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 1:29-33
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo