Kudzika matendhe kwavo nokutama kwavo, kwaitoitwa kana kwabva shoko kuna Tenzi vachiteerera zvainge zvatemwa naTenzi sokutaurirwa kwainge kwaitwa Mosesi naTenzi.
Verenga chikamu Kuverengwa 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kuverengwa 9:23
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo