Numeri 9:23
Numeri 9:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sokurayira kwaJehovha, vaidzika musasa, uye sokurayira kwaJehovha, vaifamba. Vakateerera kurayira kwaJehovha, maererano nokurayira kwake kubudikidza naMozisi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 9Numeri 9:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Sezvavairairwa naJehovha, vaidzika matende avo; sezvavairairwa naJehovha, vaifamba; vaichengeta zvavakanga varairwa naJehovha, sezvakarairwa Jehovha nomuromo waMosesi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 9Numeri 9:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kudzika matendhe kwavo nokutama kwavo, kwaitoitwa kana kwabva shoko kuna Tenzi vachiteerera zvainge zvatemwa naTenzi sokutaurirwa kwainge kwaitwa Mosesi naTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Numeri 9