Kuzoti izvozvi zvanzwikwa namadzimambo ose akanga agere kumhiri kwaJorodhani munyika yamakomo nenyika yamapani nokumahombekombe kwose kweGungwa guru kwakatarisana neRebhanoni, vaHiti navaAmori navaKanani navaPerezi navaHivhi navaJebhusi vakazvinzwa, vakakokorodzana vakaita rimwe rokurwisa Joshuwa navaIsiraeri.
Verenga chikamu Joshuwa 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Joshuwa 9:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo