Tenzi akataurira Joshuwa achiti, “Usatye kana kuzeza, tora vanhu vehondo vose vaunavo usimuke ukwire kuAi. Zviripo ndezvizvi, ndaisa mumaoko ako mambo wokuAi navanhu vake, neguta rake nenyika yake. Zvawakaita kuguta reJeriko namambo waro, ndozvauchaita kuguta reAi namambo waro. Asi torai zvenyu zvinhu zvomo nemombe zvamunenge mapamba zvive zvenyu. Itai zvokurihwandira necheshure kwaro.”
Verenga chikamu Joshuwa 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Joshuwa 8:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo