Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobhu 22:25-27

Jobhu 22:25-27 SCLB

Samasimba achiva iye ndiye ndarama yako nesirivha yako inokosha; ipapo uchazofara una Samasimba uchizosimudza musoro wako kuna Mwari. Uchanamata kwaari, iye achakunzwa unozokwanisa kuzadzikisa mhiko dzako.

Verenga chikamu Jobhu 22