ipapo Wamasimba Ose achava goridhe rako, iyo sirivha yako yakanyatsosanangurwa. Zvirokwazvo ipapo uchawana mufaro muna Wamasimba Ose, uye uchasimudzira chiso chako kuna Mwari. Uchanyengetera kwaari, uye achakunzwa, uye iwe uchazadzisa zvawakapika.
Verenga chikamu Jobho 22
Terera ku Jobho 22
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobho 22:25-27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo